Fudzai Makwai aMwari

Fudzai Makwai aMwari

Fudzai Makwai aMwari. Rinopiwa mukuru wese akagadzwa. Kana mukuru akabviswa pamusana pezvimwe zvikonzero zvisiri zvekutamira kune imwe ungano, anofanira kudzorera bhuku rino kuDare Rebasa Reungano uye dare racho rinofanira kuriparadza. Mukuru wacho anofanirawo kudzima makopi ese aanenge anawo mukombiyuta, mufoni kana mutablet.

Fudzai Makwai Amwari (2019)

Leave a comment

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.